Grade 7 Shona Exercises
![]() |
![]() |
![]() |
Title of test:![]() Grade 7 Shona Exercises Description: Grade 7 Shona Exercises |




New Comment |
---|
NO RECORDS |
Vana ava vanotsenga mvura. vaneusimbe. vanodada. Munyaradzi akarohwa zvekurutsa ropa. kurohwa zvakaipisisa. kurutsa ropa nekurohwa. Ane ruoko. anorova vamwe. anoba. Sadza raive rakati _______________sezvo moto waive wadzima kare. tonho. nyakata. Dare rese rakati ---------------------------------kuseka paakasimika achitaura. kwetsu. bvuuu. Kunze kwaiva kwakasviba kuti ----------------------------------------. zete. zviii. Mwana akaramba anyerere kuti -----------------------------------. ziii. mbii. Kugocha kunoda kwaamai kwemwana ----------------------------------------. kunodzima moto. hakuibvisi. Kare haagari. ari kure. ari kare. Chiri mumusaka saka. hachinzwi. chinozvinzwira. Kakara kununa hudya. kamwe. zvizhinji. Tsapata rukukwe hazvienzani. nokurara mumba. nokurara pasi. Totenda dzamwa. dzaswera nebenzi. dzaswera dzega. Ane chinono seche. ingwe. kamba. Ane hope dze. dahwa. dzetse. Mukadzi wake hapana chaanoziva ------------------------ chaihwo. usiku. upenzi. Ane rugare runenge rwe. nyoka. inda. Mazino ake akachena kunge. mukaka. mazai. Ane mahobi se. gudo. mbada. Akanga nyimo. avangarara. apedza. -------------------------madzoro hunoravanwa. umhare. ushe. Isa kuuzhinji. banga. banga. mapanga. Isa kuuzhinji.Imbwa. imbwa. dzimbwa. Isa kuuzhinji.Katsi. katsi. makatsi. Ipa inzwi rakafanana neiri.sadombo. munyai. mukwasha. |